KwaunobvaDuramazwiDdaunha

Zvinoreva

Daunha chifuko chakagadzirwa nezvidimbu zvamatehwe emhuka akasonerwa pamwe-po. Kana ukarara wakafuka daunha unodziyirwa zvikuru.

1

Zvakafanana

mbavami

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

daura

Kana gwenyambira achidaura mbira anenge achidziridza zvine simba uye zvinonakidza.

Verenga

Swipe for the next word