Duramazwi
-pindura
Zvinoreva
Kudavidza kuti mumwe achitaura iwe uchimupindura, kazhinji uine chinangwa chokuti haudi kukoneswa naye.
1

Kuti chinyu kudavidza mumwe nenzira inomugodora iwe usina hanya nazvo.
Mhinduro chinhu chi-nyorwa kana nhaurwa inenge ichidavidza zvinenge zvabvunzwa kana kukumbirwa.
Kudavidza kuti mumwe achitaura iwe uchimupindura, kazhinji uine chinangwa chokuti haudi kukoneswa naye.
Zvakafanana
-pindura
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03davira
Kudavira kuti kana wadaidzwa iwe wopindura kuratidza kuti wazvinzwa.
VerengaSwipe for the next word