Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchidavirira mumwe unenge uchitaura zvaanofanira kupindura iye pachake.
1
Kana uchidavirira mumwe unenge uchitaura zvaanofanira kupindura iye pachake.
Mwana uyu ane chidavirira zvekuti mukangokwira bhazi anobva imomo otodziya muviri.
Mwana akaita _chidavirira_ pane vaenzi akazosara obhurwa ivo vaenda.
Kana munhu adavirira nyaya anenge apindira munhaurwa inenge isina chokuita naye.
2
Kana munhu adavirira nyaya anenge apindira munhaurwa inenge isina chokuita naye.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03daviro
Mhinduro yechiito chemumwe (response/answer).
VerengaSwipe for the next word