Duramazwi
Zvinoreva
Kuti svatu kudauka kwechinhu, sezvinoita bota riri kukwata.
1
Kuti svatu kudauka kwechinhu, sezvinoita bota riri kukwata.
Kuti svatu kudauka kwechinhu, sezvinoita bota riri kukwata.
Nechemumwoyo ndaingoti tsvatu waro.
Vanhu vakati, tsvatu waro ngaarohwe muchinda uyu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svatuka
Kusvatuka kupwanyika kwechinhu chinenge chadzvinyirirwa.
VerengaSwipe for the next word