Kwaunobva/Duramazwi/K/koira
Duramazwi
Kukoira kutambisa chiuno kunoita mukadzi nemurume pakurarana.
koka
invite
koka hasha
Kukoka hasha dzemunhu kumuitira zvinomushatirisa.
koka hope
Kukoka hope kuita zvinhu zvinokuita kuti ukurumidze kukotsira.
Swipe for the next word