KwaunobvaDuramazwiKkohwa

Duramazwi · chiito

kohwa

harvest; reap

Zvinoreva

Kukohwa kubvisa zvirimwa kubva mumunda kuti zvichichengetwa kumba, nokuti zvinenge zvasvika kana kuti zvaibva.

1

Kukohwa kubvisa zvirimwa kubva mumunda kuti zvichichengetwa kumba, nokuti zvinenge zvasvika kana kuti zvaibva.

Kuti gore rino vanhu vanokohwa here nemvura isina kunaya iyi?

Tenda wakohwa zvemunda wezunde.

Mhuri inogona kuda kubatsirwa mabasa akasiyana-siyana akaita sekurima, kusakura, kuurutsa, kukohwa kana kuburitsa mufudze mudanga.

2

Kukohwa kuwana zvibereko zvemari yaunenge wakaisa kumusika wemari.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

koi koi

Kuti koi koi kutamba-tamba kwechiuno chemukadzi kana chemurume pakurarana.

Verenga

Swipe for the next word