Duramazwi
Zvinoreva
Kutubura kukakata nokubudisa hoko kana chimwewo kubva muvhu mainenge yakabayirirwa. Tubura matanda ese akacherrwa paruvanze.
1

Kana tuba ichitubura inenge ichitamba-tamba pamusoro pemvura.
Kuti dzimu kutubura kana kudzura chinhu kuchibvisa muvhu.
2
Kana tuba ichitubura inenge ichitamba-tamba pamusoro pemvura.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tubvu
Kuti tubvu kuchera mvura nomukombe kana kapu.
VerengaSwipe for the next word