KwaunobvaDuramazwiTtubvuka

Duramazwi

tubvuka

Zvinoreva

Kana muchero waibva uchitubvuka, unenge uchibvuma kufovera mukati kana waubata.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tubvunya

Kutubvunya kubaya-baya muchero neminwe, uchida kunzwa kana waibva.

Verenga

Swipe for the next word