KwaunobvaDuramazwiTtubuka

Duramazwi

tubuka

Zvinoreva

Kutubuka kudzurika kunoita danda kana rumuti rwakatsirwa pasi.

1

Kutubuka kudzurika kunoita danda kana rumuti rwakatsirwa pasi.

Kutubuka kudzurika kunoita danda kana rumuti rwakatsirwa pasi.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tubura

Kutubura kukakata nokubudisa hoko kana chimwewo kubva muvhu mainenge yakabayirirwa. Tubura matanda ese akacherrwa paruvanze.

Verenga

Swipe for the next word