Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchichatika unenge uchitambira mumvura uchikonzera kuti ipfachuke uye iite ruzha.
1

Kugwachatika kudonha nokuda kwekupera simba kana kuneta.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chatisa
Kuchatisa munhurume nemunhukadzi kuvapa mvumo kana tsamba yekuti vagare vose semurume nemukadzi zviri pamutemo.
VerengaSwipe for the next word