Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chatsungu ndepanosangana uswa pamusoro pedenga remba yakapfirirwa neuswa, pahunozosungwa kuita chidhongo.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chatsuru
Chatsuru kurwadza kunoita mudumbu muchipisa nokuda kwekuti unenge wadya zvinhu zvakatonhora.
VerengaSwipe for the next word