KwaunobvaDuramazwiCchiruvi

Duramazwi · zita

chiruvi

chitsuyichitsuwichirubuchatsunguchisurungwenichidunzwazwa

Zvinoreva

Chiruvi ndepanosangana nhungo nouswa hunenge hwakapfurira imba kana chimwewo chivakwa.

1

Chiruvi ndepanosangana nhungo nouswa hunenge hwakapfurira imba kana chimwewo chivakwa.

Tinochachamadza matenga edzimba nebango rinoiswa pakati pemba rakabaya chiruvi.

Chiruvi ndepanosangana nhungo nouswa hunenge hwakapfurira imba kana chimwewo chivakwa.

Zvakafanana

chitsuyi · chitsuwi · chirubu · chatsungu · chisurungweni · chidunzwazwa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirwadzo

Chirwadzo kudzimbikana kwenyama dzomuviri nokuda kweurwere.

Verenga

Swipe for the next word