Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri igakava kana chinyunyuto chinenge chiri mumwoyo momunhu, chichimushaisa mufaro nguva dzose.
Kana munhu achiti akaudzwa chirunziro nemumwe munhu anenge achireva kuti akaudzwa mashoko ekufurira nemunhu iyeye.
1

2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chirurwi
Chirurwi chirugu chinorara mhuru dzemombe.
VerengaSwipe for the next word