KwaunobvaDuramazwiCchirungurira

Duramazwi · zita

chirungurira

heartburn

Zvinoreva

mbudzi, mhuru kana hwai.

Ichi chirwere chokusvotwa nomwoyo zvikuru, sezvingaitika kana munhu adya mbambaira dzakapora.

1

mbudzi, mhuru kana hwai.

Chirungurira ndechowadya maradzwa chowerinopisa isvoto.

Chirungurira chirwere, ukanyara unofa nacho.

2

Ichi chirwere chokusvotwa nomwoyo zvikuru, sezvingaitika kana munhu adya mbambaira dzakapora.

Chirungurira ndechowadya maradzwa chowerinopisa isvoto.

Chirungurira chirwere, ukanyara unofa nacho.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirunziro

Iri igakava kana chinyunyuto chinenge chiri mumwoyo momunhu, chichimushaisa mufaro nguva dzose.

Verenga

Swipe for the next word