KwaunobvaDuramazwiCchatidza

Zvinoreva

chinenge chakandwa mumvura.

Kuchatidza kudira mumwe munhu mvura yaunenge warasira kwaari.

1

chinenge chakandwa mumvura.

Kuchera churu kunogwachatidza muviri.

Kuchatidza kudira mumwe munhu mvura yaunenge warasira kwaari.

Kugwachatidza mudziyo kuudonhedza uchindoita ruzha pasi.

2

Kuchatidza kudira mumwe munhu mvura yaunenge warasira kwaari.

Takachatidzwa mvura naamai kuti timuke.

Kuchera churu kunogwachatidza muviri.

Kuchatidza kudira mumwe munhu mvura yaunenge warasira kwaari.

Zvakafanana

chawa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chatika

Kana uchichatika unenge uchitambira mumvura uchikonzera kuti ipfachuke uye iite ruzha.

Verenga

Swipe for the next word