KwaunobvaDuramazwiSsudzisa

Duramazwi

sudzisa

Zvinoreva

Kusudzisa itsika yekupa murume munin'ina wemukadzi wake anenge afa kuti ave mukadzi wake.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sudzunu

Kana panhu panga pakasungika pakati sudzunu panenge paregedzeka.

Verenga

Swipe for the next word