Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chafutunuka chinenge chakura kana kuzvimba nokuda kokuzadzwa nomweya kana zvimwewo mukati. Paunongotanga kupomba bedzi, unobva waona chubhu ichifutunuka.
Kana chinhu chafutunuka chinenge chakura kana kuzvimba nokuda kokuzadzwa nomweya kana zvimwewo mukati. Paunongotanga kupomba bedzi, unobva waona chubhu ichifutunuka.
Chichakati isiketi yakafara, ine mahwinya, inoti munhu akaipfeka akazeya, inofutunuka.
Zongororo kufutunuka kunoita kwenguva diki panhengo yomuviri kana pakarohwa zvinorwadza.
Kana munhu achinzi ane mazvimbiswa anenge achikasira kana kunyanya kufutunuka panzvimbo yaanenge akuvara.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03futunura
Kufutunura chinhu kuchikudza nokuda kokuchizadza nezvinhu mukati. Vaumbi vehari vanodzifutunura dumbu kuti dzikurire mukati.
VerengaSwipe for the next word