Duramazwi
Zvinoreva
Kuti futunu kuzvimba kana kufuta, sezvinoita bhora kana kuti chubhu yapombwa mweya.
1
Kuti futunu kuzvimba kana kufuta, sezvinoita bhora kana kuti chubhu yapombwa mweya.
Kuti futunu kuzvimba kana kufuta, sezvinoita bhora kana kuti chubhu yapombwa mweya.
Tauro raakanga akamonera rakati pfutunu achibva angosara akashama.
Kana waya kana tambo ikati pfutunu inenge yasununguka payanga yakamonana.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03futunudza
Kufutunudza chinhu kuchirova-rova mukati chichizvimbira kunze.
VerengaSwipe for the next word