KwaunobvaDuramazwiFfututa

Duramazwi

fututa

-rundumwara-fututika

Zvinoreva

Kufututa kuzvimba, kunyanya paganda.

1

Kufututa kuzvimba, kunyanya paganda.

Kufututa kuratidza kutsamwa kunoita munhu kana akanganisirwa.

2

Kufututa kuratidza kutsamwa kunoita munhu kana akanganisirwa.

Zvakafanana

-rundumwara · -fututika

Mamwe mazwi ane F

F

Swipe for the next word