Duramazwi
fututika
-kuduruka-gadaira
Duramazwi
Kufututa.
Kufututa.
Kana munhu achifututika anenge achiita kamwe kafambiro kanoratidza kuti akatsamwa.
Kana munhu achifututika anenge achiita kamwe kafambiro kanoratidza kuti akatsamwa.
-kuduruka · -gadaira
Duramazwi
01 / 03fututu
Kuti fututu kukura kwechinhu chisina kunyatsotsindirwa kana kutsimbirirwa.
VerengaSwipe for the next word