Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchifutura mudziyo wanga wafovera unenge uchiugadziridza kuti uswatuke.
1

Mafutura amambo Ndyire ndiwo akaita kuti vade kutora mwedzi vachiuita ndiro yamambo.
Kana uchifutura mudziyo wanga wafovera unenge uchiugadziridza kuti uswatuke.
Kupfutura kushandisa kamu kugadzira vhudzi kuti rinake.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fututa
Kufututa kuzvimba, kunyanya paganda.
VerengaSwipe for the next word