Duramazwi
Zvinoreva
Kuzvimba kwemuviri nekuda kwekuti pane chakuvadzwa kana huroyi.
1
Kuzvimba kwemuviri nekuda kwekuti pane chakuvadzwa kana huroyi.
Mupwezha muti unoita mashizha makuru, asingazuki uye usingatani kupfutwa kana waoma.
Kana mbeswa dzichinzi dzapfutwa dzinenge dzaita maburi maburi dzarumwa-rumwa nezvipfukuto.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03futyunu
Kuti futyunu kubudisa zvinhu zvakawanda panguva imwe chete, usingashandisi simba rakawanda.
VerengaSwipe for the next word