Duramazwi
Zvinoreva
Kufutyunuka kubuda kwezvinhu zvakawanda panguva imwe chete. Kana tswanda iine maburi, rukweza runofutyunuka ruchiwira pasi.
1

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03futyunura
Kufutyunura zvinhu kuzvibudisa pamhene zviri zvizhinji.
VerengaSwipe for the next word