Duramazwi
Zvinoreva
Kufuura chinhu kuchibika kwekanguva kakanyanya kupfupika, zvokuti hachizonyatsoibva zvakanaka.
1
Kufuura chinhu kuchibika kwekanguva kakanyanya kupfupika, zvokuti hachizonyatsoibva zvakanaka.
Ndoziva kuti munondivengera mapowers akapfuura enyu andakapiwa namaster.
Zveshuwa nguva yatakamuvimbisa ikapfuura asati awana mhandara yake zvinhu zvinogona kungoomera isu.
Pavana vavo vaviri ava Noku ndiye wavaida zvakanyanya kupfuura Theresa nekuti ndiye aive akafanana navo.
2
Kufuura nyama kuidziyisa zvakare, iyo yambenge yatonhora.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fuva
Nguva yemadekwana apo zuva rinoda kuderera.
VerengaSwipe for the next word