Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nguva yemadekwana apo zuva rinoda kuderera.
Kushata kwechokudya kana kwechimwewo chinhu.
Fuva rudzi rwetsoro inotambwa netumatombo tunenge tuchiiswa mumakomba anenge ari mumitsetse.

Kufuva kunetsa kwakanyanya, sokuya kungaitwa nemombe inorunza, kana kuti nomwana mudiki.

Kana chinhu chafuva chinenge chisina kunyatsoibva, pamusana pokuti mwoto waita mushoma, kana kuti hari yange isina kunyatsovharwa.
Fuva rudzi rwetsoro inotambwa netumatombo tunenge tuchiiswa mumakomba anenge ari mumitsetse.
Fuva rudzi rwetsoro inotambwa netumatombo tunenge tuchiiswa mumakomba anenge ari mumitsetse.
Kufuva kunetsa kwakanyanya, sokuya kungaitwa nemombe inorunza, kana kuti nomwana mudiki.
Zvakafanana
-furuka
Zvine chekuita
-dhogodhedza
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fuve
Fuve kapembenene kanenge ndere kanodyiwa uye kanowanzowanikwa pamuti womushuku.
VerengaSwipe for the next word