KwaunobvaDuramazwiMmadeko

Zvinoreva

Madeko inguva inenge kunze kwasviba.

1

Madeko inguva inenge kunze kwasviba.

Akasvika ava madeko saka ndisina kumuona.

Zvingadaro kuti baba vakadzoka madeko.

2

Madeko usiku hwapfuura.

Akasvika madeko.

Zvakafanana

manheru

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word