Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakafuuka chinenge chabikwa zvechimbichimbi, chisina kunyatsoibva zvakanaka.
1

Kufuuka kupisa kunoita nyama yanga yambotonhora kana ikazodziyiswa zvakare.

2

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fuura
Kufuura chinhu kuchibika kwekanguva kakanyanya kupfupika, zvokuti hachizonyatsoibva zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word