Duramazwi
yeuchidza
remind
Duramazwi
remind
Kana ukayeuchidza munhu unenge wamufungisa zvaanenge akanganwa.
Kana ukayeuchidza munhu unenge wamufungisa zvaanenge akanganwa.
Nguva dzose ropa iri richandiyeuchidza nezvekufa kwababa vangu.
Ndingada kukuyeuchidza kuti zvindori zvirevo zvakazara pasina kushandiswa zviito sokuti Ndini.
Nyaya yake yakanga yanyararwa, ndokuchizopira paakayeuchidza dare kuti aisada kuripa.
Duramazwi
01 / 03yeuchidzo
Yeuchidzo kuudzwa zvaunofanirwa kuita kana kufunga nezvazvo, zvaunenge wakanganwa.
VerengaSwipe for the next word