Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rangwani munhu akareba asi asina muviri wakakura zvinoenderana nekureba kwake. Rangwani rikasachenjera rinogona kutorwa nemhepo.
1

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ranhasi
Kana zvichinzi ranhasi kunenge kuchirehwa zuva iroro rakare.
VerengaSwipe for the next word