KwaunobvaDuramazwiRrangwanda

Duramazwi · zita

rangwanda

Zvinoreva

Kana zvinhu zvakati rangwanda zvinenge zvakaraswa-raswa pese pese panzvimbo. Mumba meshomvu ndiro nemapoto zvinenge zvakangoti rangwanda pasi.

Mapfupa emuviri emunhu kana mhuka afunurwa nyama yese.

1

Marangwanda munhu ane muviri wakangoregedzeka zvinotaridza kuti haana simba rakawanda.

Marangwanda magodo anosara kana munhu kana mhuka yafa ikaora.

2

Chipfundo ndepanobatana magodo maviri emarangwanda.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rangwani

Rangwani munhu akareba asi asina muviri wakakura zvinoenderana nekureba kwake. Rangwani rikasachenjera rinogona kutorwa nemhepo.

Verenga

Swipe for the next word