Duramazwi · zita
nhasi la
Zvinoreva
Kana zvichinzi ranhasi kunenge kuchirehwa zuva iroro rakare.
1
Kana zvichinzi ranhasi kunenge kuchirehwa zuva iroro rakare.
Mai Devure: Maita zvenyu mufundisi nemiwo Mwari vakuitirei zvakanaka zuva ranhasi.
Uchiri kurangarira here zvimwe zvizita zvawadzidza kusvika pazuva ranhasi.
Ndinovimbisa zuva ranhasi kuti hakunazve rimwe zuva ratichagara pasi tichinetsanirana nyaya yekutyora vimbiso iyi.
Zvine chekuita
nhasi la
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ranjanguka
Kuranjanguka kuwira pasi zvine simba, usina kana kumbozvivharidzira kuti usanyanya kukuvara.
VerengaSwipe for the next word