KwaunobvaDuramazwiRranjanja

Duramazwi

ranjanja

Zvinoreva

Kana munhu akati ranjanja anenge adonha asi asina simba rokuita chimwe chinhu nemaoko nemakumbo ake. Mutambi wetsiva akarohwa chibhakera ndokuti ranjanja sechimbuyu chapfapfaidzwa mushonga.

1

Kana munhu akati ranjanja anenge adonha asi asina simba rokuita chimwe chinhu nemaoko nemakumbo ake. Mutambi wetsiva akarohwa chibhakera ndokuti ranjanja sechimbuyu chapfapfaidzwa mushonga.

Kuti karanjanja kutseyama negotsi, mabvi akafonyorwa.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ranjibhokisi

Ranjibhokisi mudziyo wepurasitiki une chivharo, unochengeterwa mbuva, kazhinji iri yokundodyira kubasa.

Verenga

Swipe for the next word