Duramazwi
Zvinoreva
Kuranjanguka kuwira pasi zvine simba, usina kana kumbozvivharidzira kuti usanyanya kukuvara.
1

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ranjanja
Kana munhu akati ranjanja anenge adonha asi asina simba rokuita chimwe chinhu nemaoko nemakumbo ake. Mutambi wetsiva akarohwa chibhakera ndokuti ranjanja sechimbuyu chapfapfaidzwa mushonga.
VerengaSwipe for the next word