Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu chinzi aita zvivindi anenge aratidza kushinga kuita zvinhu panhu panga pachityisa. Musha wakaita zvivindi kundotora chitunha chomunhu akanga atorwa negarwe mumvura.
1
Kana munhu chinzi aita zvivindi anenge aratidza kushinga kuita zvinhu panhu panga pachityisa. Musha wakaita zvivindi kundotora chitunha chomunhu akanga atorwa negarwe mumvura.
Vaive vatomutarisa pagirazi vachibva vatoona kuti aive atokotsira kare kare zvinova ndizvo zvakazoita kuti vaite zvivindi zvekuendako.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03Zviwanikwa
briefs
VerengaSwipe for the next word