Duramazwi02 / 03zvivindiKana munhu chinzi aita zvivindi anenge aratidza kushinga kuita zvinhu panhu panga pachityisa. Musha wakaita zvivindi kundotora chitunha chomunhu akanga atorwa negarwe mumvura.Verenga→