KwaunobvaDuramazwiRrunya

Duramazwi · zita

runya

furira-pesva

Zvinoreva

Runya katsika komunhu anenge asingatani kutsamwa nokukasika kuregera zvaanga achiita.

Kana munhu akakurunya anenge akunyengera kuti uite zvakaipa.

1

Mutsunyarunya rudzi rwemhashu ine muviri nomusoro wakatetepa, iine makumbo marefu.

2

3

Kana munhu achirunya vamwe anenge achivakurudzira kuti vaite misikanzwa kana zvimwewo zvisingadiwi kana zvisingatenderwi.

Zvakafanana

furira · -pesva

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

runyanhiriri

Iyi inguva yemangwanani zuva risati rabuda.

Verenga

Swipe for the next word