Duramazwi
Zvinoreva
Kutongerwa kupiwa chirango pamhosva yaunenge wakapara ikakwidzwa kumatare edzimhosva. Atongerwa kugara mujere nokuda kweumbavha hwake.
1
Kutongerwa kupiwa chirango pamhosva yaunenge wakapara ikakwidzwa kumatare edzimhosva. Atongerwa kugara mujere nokuda kweumbavha hwake.
Vakomana kana varume vasina hunhu vanosanganawo nedambudziko rekusungwa namapurisa vachitogona kutongerwa kugara mutorongo.
Chifiro chigadzirwa chemuti chaisungirirwa kana kuroverwa vanhu vainge vatongerwa rufu.
Dare inzvimbo inotongerwa nyaya pamuzinda waMambo kana wemutongi.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tongesa
Kana uchitongesa munhu unenge uchimubvunza mibvunzo yakawanda inotaridza kuti unopikisana zvaanenge aita.
VerengaSwipe for the next word