KwaunobvaDuramazwiUutende

Duramazwi · zita

utende

Zvinoreva

Utende utongo hunenge huri pasi pomunhu ane masimba. Utende hwasadunhu ava hunobva mhiri uko kusvika pano patiri.

1

Kutipa hweta mushure mekudya kana kunwa kumupa mari yekumutende kukuhwetai kwaanenge aita.

Kana vanhu vachikemba vanenge vachimbogara pane imwe nzvimbo pasina dzimba kwechinguva chidiki, kazhinji vari mutende.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

utenderi

Utenderi kuva munhu anobvumira pane chimwe chinhu, kunyanya zvechechi. Utenderi hwokunamata hahwupindirani nokupira midzimu.

Verenga

Swipe for the next word