KwaunobvaDuramazwiUutenda

Duramazwi · zita

utenda

Zvinoreva

Utenda urwere hunenge huine munhu.

1

Utenda urwere hunenge huine munhu.

Utenda urwere hunenge huine munhu.

Apa ndipo paakachizorangarira zvino chero neincident yaNokutenda.

Vakafara zvikuru kwave kutenda murume wavo nekuvarangarira zvakadai nekuti ivo vainge vasisina Tariro.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

utende

Utende utongo hunenge huri pasi pomunhu ane masimba. Utende hwasadunhu ava hunobva mhiri uko kusvika pano patiri.

Verenga

Swipe for the next word