Duramazwi · zita
Zvinoreva
Utukwa ukama huri pakati pamasahwira, vanotaura vachitukirirana, asi riri jee.
1
Utukwa ukama huri pakati pamasahwira, vanotaura vachitukirirana, asi riri jee.
Utukwa ukama huri pakati pamasahwira, vanotaura vachitukirirana, asi riri jee.
Airohwa kana kutukwa asi nerimwe zuva zvakaiwana ngwarati, akazvipinza oga murufuse.
Ndongorera upenyu hwekungotambura, sokugara munhu uchingotsvinyirwa kana kutukwa.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03utuma
Kuti utuma kupererwa nemazano.
VerengaSwipe for the next word