KwaunobvaDuramazwiUutumbu

Duramazwi · zita

utumbu

Zvinoreva

Matumbu.

1

Matumbu.

Gwarara mutaro une ruvara rwakasiyana nerumwe ruvara rwuri pamutumbu wemhuka.

Mutumbu mwanasikana anopiwa kuhanzvadzikomana yake kuti amuroorese mukadzi.

Mutumbu idumbu rinenge rakakura chaizvo. Paaidya mari yaakabira kambani, akange atova nemutumbu asi wakazosvava aenda kujeri.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

utunga

Kudaidzira mvura nenzira yerurama.

Verenga

Swipe for the next word