Duramazwi · zita
utsva
novelty
Duramazwi · zita
novelty
Utsva inzvimbo yemuviri inenge yapiswa nemoto kana mvura inovira.
Utsva hwechinhu kureva kuti chinenge chisati chamboshandiswa.

Utsva hworurimi hahuna marapiro.
Rupinduko kutanga kurarama upenyu utsva mushure mekunge wazvipira upenyu hwako kuna Mwari.
Chinhu chinyowani chinenge chinenge chichangotengwa chisati chamboshandiswa, chichine utsva.

Duramazwi
01 / 03utsvene
sanctity
VerengaSwipe for the next word