Duramazwi · zita
Zvinoreva
Utsuta kuomera munhu asingadi kushandisa zvinhu zvake, ingava mari kana chii chaainacho.
1

Munhu ane utsuta anofa nenzara homwe dzizere mari.
Utsuta kuomera munhu asingadi kushandisa zvinhu zvake, ingava mari kana chii chaainacho.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03utsva
novelty
VerengaSwipe for the next word