KwaunobvaDuramazwiUukomba

Zvinoreva

Ukomba kutaridzika kunoyevedza kwemunhu anogona kuzvishambidza.

1

Ukomba kutaridzika kunoyevedza kwemunhu anogona kuzvishambidza.

Ukomba kutaridzika kunoyevedza kwemunhu anogona kuzvishambidza.

Ukomba kugona kuita zvinhu nomazvo.

Vanhu vanosevenzesa rusosa kukomba minda yavo. Mapurisa mazhinji akakomba imba yanga yakahwanda mbavha, akazoisunga.

2

Ukomba kugona kuita zvinhu nomazvo.

Zvakafanana

runako

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ukombwa

Ukombwa zvinhu zvinomera mumvura isingaereri zvinenge shinda yakasungana, zvinotsvedzerera zvichisemesa, zviine ruvara rwemashizha manyoro.

Verenga

Swipe for the next word