Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ukoma kuve mukuru pane vamwe vana vawakabereka navo.
1
Ukoma kuve mukuru pane vamwe vana vawakabereka navo.
Ukoma kuve mukuru pane vamwe vana vawakabereka navo.
Pfuma yomukoma haimboendere mahara.
Mukoma uyu nemunin'ina wake vane daka rokuti, kana kukwazisana chaiko, havagoni.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ukomba
Ukomba kutaridzika kunoyevedza kwemunhu anogona kuzvishambidza.
VerengaSwipe for the next word