Duramazwi · zita
ukobvu
thickness
Duramazwi · zita
thickness
Ukobvu kufuta komuviri wemunhu, muti kana mhuka.
Ukobvu kufuta komuviri wemunhu, muti kana mhuka.
Shengezhu uswa ukobvu hwakada kuita seshanga, hunomera pane mvura yakawanda.
Tsanga uswa ukuru ukobvu, hunomera murwizi kana pakanyorova zvikuru, hunogadziriswa mhasa.
Ukobvu kufuta komuviri wemunhu, muti kana mhuka.
Duramazwi
01 / 03ukoma
Ukoma kuve mukuru pane vamwe vana vawakabereka navo.
VerengaSwipe for the next word