KwaunobvaDuramazwiUusona

Duramazwi · zita

usona

Zvinoreva

Basa rekusona mbatya (tailoring).

1

Basa rekusona mbatya (tailoring).

VaNdobwa vane muchini wekusona, wekuruka uye wekuchokonyora chibage.

Ndiri nhengo yekirabhu yemadzimai yokusona.

Vakashandisa kotoni kusona hembe yemwana.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

usono

Usono kusosona kunokonzera mavanga pamiromo zvichikonzerwa nokutemwa nomusoro kana nedzihwa.

Verenga

Swipe for the next word