KwaunobvaDuramazwiUundonda

Duramazwi · zita

undonda

Zvinoreva

Undonda kuve munhu asina kusimba pamuviri, anodhererwa nezvirwere.

1

Undonda kuve munhu asina kusimba pamuviri, anodhererwa nezvirwere.

Undonda kuve munhu asina kusimba pamuviri, anodhererwa nezvirwere.

Kundonda kumhanya chaizvo asi uchiita nhanho diki.

Kuswaswaidza mhuka kuita kuti iite seinomhanya, asi kuri kundonda. Vakomana vaiswaswaidza n'ombe kudhibha nokuti vakanga vanonoka.

Zvakafanana

tsanhi

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

undu

Undu idovi rinogadzirwa nemhodzi dzeruninga.

Verenga

Swipe for the next word