Duramazwi
undira
-futa
Duramazwi
Kuundira kuumbidzira ivhu, pazvirimwa kunyanya.
Kuundira kuumbidzira ivhu, pazvirimwa kunyanya.
Ambuya vaTakue vakamhanya kwave kumbundira mwana wavo ndokutanga kuchema vakadaro.
BaTakue vaifara zvisingaite kwave kubva vambundira Tadiwa ndokubva vamukisa.
Ndakasvika pavari ndichibva ndavambundira, haaa kutaura chokwadi ndakafara.
Kana munhu kana mhuka ichiundira pakurwa inenge ichiita zvokuvandira kuti igobaya yainorwa nayo isingaoni.
-futa
Duramazwi
01 / 03undonda
Undonda kuve munhu asina kusimba pamuviri, anodhererwa nezvirwere.
VerengaSwipe for the next word