Duramazwi
-shanyura-undukura
Zvinoreva
Munda une zvirimwa.
Kuunda kurima munda negejo munguva dzomuchirimo, vanhu vachigadzirira zhizha rinotevera. Ukasaunda munda muchirimo, unozoita bundo rakawanda munguva yesakuro.
1
Munda une zvirimwa.
Kukwevedzera chinhu kuchikakatira kuti chiuye kwaunda kana kuti divi raunoda.
2

Zvakafanana
-shanyura · -undukura
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03undandanda
Undandanda kumira kunenge kwakaita zvinhu zvakawanda zvakatevedzana.
VerengaSwipe for the next word